Pisarema 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Uchaaputsa netsvimbo youmambo yesimbi,+Uchaaputsa-putsa somudziyo womuumbi.”+ Pisarema 110:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jehovha achatambanudza tsvimbo+ yesimba rako kubva muZiyoni,+ achiti:“Enda ukunde pakati pevavengi vako.”+ Zvakazarurwa 19:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mumuromo make makabuda bakatwa refu+ rakapinza, kuti ateme marudzi naro, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Iye anotsikawo chisviniro chewaini+ yokutsamwa kwehasha dzaMwari+ Wemasimbaose.
2 Jehovha achatambanudza tsvimbo+ yesimba rako kubva muZiyoni,+ achiti:“Enda ukunde pakati pevavengi vako.”+
15 Mumuromo make makabuda bakatwa refu+ rakapinza, kuti ateme marudzi naro, uye achaafudza netsvimbo yesimbi.+ Iye anotsikawo chisviniro chewaini+ yokutsamwa kwehasha dzaMwari+ Wemasimbaose.