Zvakazarurwa 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chimwe chiratidzo chakaonekwa kudenga, uye, tarira! paiva nedhiragoni+ huru tsvuku, yakanga ine misoro minomwe nenyanga gumi uye pamisoro yayo pakanga paine korona nomwe; Zvakazarurwa 20:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Yakabata dhiragoni,+ nyoka yepakutanga,+ iye Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ikamusunga kwemakore ane chiuru.
3 Chimwe chiratidzo chakaonekwa kudenga, uye, tarira! paiva nedhiragoni+ huru tsvuku, yakanga ine misoro minomwe nenyanga gumi uye pamisoro yayo pakanga paine korona nomwe;
2 Yakabata dhiragoni,+ nyoka yepakutanga,+ iye Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ikamusunga kwemakore ane chiuru.