Genesisi 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino nyoka+ ndiyo yakanga yakachenjera+ kupfuura mhuka dzose dzomusango dzakanga dzaitwa naJehovha Mwari.+ Naizvozvo yakati kumukadzi:+ “Ichokwadi here kuti Mwari akati hamufaniri kudya miti yose yomumunda?”+ 2 VaKorinde 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi ndinotya kuti zvimwe, sokunyengedzwa kwakaitwa Evha+ nenyoka nemanomano ayo, pfungwa dzenyu dzingashatiswa+ dzikabva pakutendeseka nokuchena zvakakodzera Kristu.+ Zvakazarurwa 12:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi mukadzi uyu akapiwa mapapiro maviri egondo guru,+ kuti abhururukire kurenje+ kunzvimbo yake; ikoko ndiko kwaanopiwa zvokudya+ kwenguva nedzimwe nguva nehafu yenguva+ kure nenyoka.+
3 Zvino nyoka+ ndiyo yakanga yakachenjera+ kupfuura mhuka dzose dzomusango dzakanga dzaitwa naJehovha Mwari.+ Naizvozvo yakati kumukadzi:+ “Ichokwadi here kuti Mwari akati hamufaniri kudya miti yose yomumunda?”+
3 Asi ndinotya kuti zvimwe, sokunyengedzwa kwakaitwa Evha+ nenyoka nemanomano ayo, pfungwa dzenyu dzingashatiswa+ dzikabva pakutendeseka nokuchena zvakakodzera Kristu.+
14 Asi mukadzi uyu akapiwa mapapiro maviri egondo guru,+ kuti abhururukire kurenje+ kunzvimbo yake; ikoko ndiko kwaanopiwa zvokudya+ kwenguva nedzimwe nguva nehafu yenguva+ kure nenyoka.+