RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 21:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Zvino Satani akamukira vaIsraeri, akakurudzira+ Dhavhidhi kuti averenge vaIsraeri.

  • Jobho 1:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Zvino rimwe zuva vanakomana vaMwari wechokwadi+ pavakapinda kuti vamire pamberi paJehovha,+ Satani+ akapindawo pakati pavo chaipo.+

  • Zekariya 3:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Ngirozi+ yaJehovha yakabva yati kuna Satani: “Jehovha ngaakutuke,+ haiwa iwe Satani, chokwadi Jehovha ngaakutuke, iye ari kusarudza Jerusarema!+ Uyu haasi danda rakabvutwa mumoto here?”+

  • Mateu 4:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Jesu akabva ati kwaari: “Ibva, Satani! Nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata,+ uye ndiye oga+ waunofanira kuitira basa dzvene.’”+

  • Johani 13:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Pashure pokupiwa chimedu chacho Satani akabva apinda muna Judhasi.+ Naizvozvo, Jesu akati kwaari: “Kurumidza kwazvo kuita zvauri kuita.”

  • VaRoma 16:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Zvino Mwari anopa rugare+ achakurumidza kupwanya Satani+ pasi petsoka dzenyu. Mutsa usina kukodzera kuwanwa waShe wedu Jesu ngauve nemi.+

  • 2 VaTesaronika 2:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Asi kuvapo kwomunhu asingateereri mutemo kunovapo maererano nokushanda+ kwaSatani nebasa rose rine simba nezviratidzo zvenhema nezvishamiso+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe