RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 4:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 kune vasingatendi,+ vaya vakapofumadzwa pfungwa namwari wemamiriro ezvinhu epanguva ino,+ kuti varege kupenyerwa+ nokuvhenekera+ kwemashoko akanaka anokudzwa+ ane chokuita naKristu, uyo ari mufananidzo+ waMwari.

  • 2 VaKorinde 11:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Naizvozvo hazvishamisi, nokuti Satani anoramba achizvichinja kuva ngirozi yechiedza.+

  • VaEfeso 2:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 mamakambofamba maererano nemamiriro+ ezvinhu enyika ino, maererano nomutongi+ wesimba remhepo, iwo mafungiro+ anoshanda zvino muvanakomana vasingateereri.+

  • 1 Johani 5:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Tinoziva kuti tinobva kuna Mwari,+ asi nyika yose iri musimba reakaipa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe