Mateu 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi achipindura, iye akati: “Zvakanyorwa kuti, ‘Munhu haangararami nechingwa chete, asi nemashoko ose anobuda mumuromo maJehovha.’”+ Ruka 12:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Ishe akati: “Chokwadi ndiani mutariri akatendeka,+ akangwara,+ achagadzwa natenzi wake paboka revashandi vake kuti arambe achivapa mugove wavo wezvokudya panguva yakakodzera?+
4 Asi achipindura, iye akati: “Zvakanyorwa kuti, ‘Munhu haangararami nechingwa chete, asi nemashoko ose anobuda mumuromo maJehovha.’”+
42 Ishe akati: “Chokwadi ndiani mutariri akatendeka,+ akangwara,+ achagadzwa natenzi wake paboka revashandi vake kuti arambe achivapa mugove wavo wezvokudya panguva yakakodzera?+