Zvakazarurwa 13:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndakaona mumwe wemisoro yacho sokunge wakanga wakuvadzwa zvokufa, asi ronda rawo rinouraya+ rakapora, uye nyika yose yakatevera chikara ichichiyemura.
3 Ndakaona mumwe wemisoro yacho sokunge wakanga wakuvadzwa zvokufa, asi ronda rawo rinouraya+ rakapora, uye nyika yose yakatevera chikara ichichiyemura.