Zvakazarurwa 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Asi kana chiri chivanze chiri kunze+ kwenzvimbo tsvene yetemberi, chisiye uye usachiyera, nokuti chakapiwa mamwe marudzi,+ uye iwo achatsika-tsika guta dzvene+ kwemwedzi ine makumi mana nemiviri.+ Zvakazarurwa 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndichaita kuti zvapupu zvangu zviviri+ zviprofite+ zvakapfeka masaga+ kwemazuva ane chiuru chine mazana maviri nemakumi matanhatu.”
2 Asi kana chiri chivanze chiri kunze+ kwenzvimbo tsvene yetemberi, chisiye uye usachiyera, nokuti chakapiwa mamwe marudzi,+ uye iwo achatsika-tsika guta dzvene+ kwemwedzi ine makumi mana nemiviri.+
3 Ndichaita kuti zvapupu zvangu zviviri+ zviprofite+ zvakapfeka masaga+ kwemazuva ane chiuru chine mazana maviri nemakumi matanhatu.”