Johani 19:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Jesu akamupindura kuti: “Waisazombova nesimba pandiri kudai usina kuripiwa kubva kumusoro.+ Ndokusaka munhu andigamuchidza kwauri aine chivi chikuru kwazvo.”
11 Jesu akamupindura kuti: “Waisazombova nesimba pandiri kudai usina kuripiwa kubva kumusoro.+ Ndokusaka munhu andigamuchidza kwauri aine chivi chikuru kwazvo.”