Ruka 22:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 “Simoni, Simoni, tarira! Satani+ akarayira kuti ave nemi akuzungurei segorosi.+ Zvakazarurwa 12:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Dhiragoni yakaitira mukadzi hasha,+ ikaenda kunorwa nevana vake vakanga vasara, vanochengeta mirayiro yaMwari uye vane basa rokupupurira+ Jesu.
17 Dhiragoni yakaitira mukadzi hasha,+ ikaenda kunorwa nevana vake vakanga vasara, vanochengeta mirayiro yaMwari uye vane basa rokupupurira+ Jesu.