Zekariya 14:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndichaunganidza marudzi ose kuti arwe neJerusarema;+ uye guta racho richatorwa,+ dzimba dzichapambwa, uye vakadzi vachabatwa chibharo.+ Hafu yeguta ichatapwa;+ asi vanhu vachasara+ havazoparadzwi muguta.+
2 Ndichaunganidza marudzi ose kuti arwe neJerusarema;+ uye guta racho richatorwa,+ dzimba dzichapambwa, uye vakadzi vachabatwa chibharo.+ Hafu yeguta ichatapwa;+ asi vanhu vachasara+ havazoparadzwi muguta.+