Genesisi 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ani naani anoteura ropa romunhu, ropa rake richateurwa nomunhu,+ nokuti Mwari akaita munhu nomufananidzo wake. Mateu 26:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Jesu akabva ati kwaari: “Dzorera bakatwa rako munzvimbo yaro,+ nokuti vose vanotora bakatwa vachaparara nebakatwa.+
6 Ani naani anoteura ropa romunhu, ropa rake richateurwa nomunhu,+ nokuti Mwari akaita munhu nomufananidzo wake.
52 Jesu akabva ati kwaari: “Dzorera bakatwa rako munzvimbo yaro,+ nokuti vose vanotora bakatwa vachaparara nebakatwa.+