Dhanieri 7:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Asi vatsvene+ vaIye Mukurusa+ vachagamuchira umambo,+ vachaita kuti umambo hwacho huve hwavo nokusingagumi, kunyange narini narini.’ 1 VaKorinde 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kana kuti hamuzivi here kuti vatsvene vachatonga+ nyika?+ Zvino kana nyika ichizotongwa nemi, hamuna kukodzera kutonga nyaya dukuduku+ here? Zvakazarurwa 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Munhu ane mugove pakumuka kwokutanga anofara+ uye mutsvene;+ rufu rwechipiri+ haruna simba+ pana ivava, asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho ane chiuru.+
18 Asi vatsvene+ vaIye Mukurusa+ vachagamuchira umambo,+ vachaita kuti umambo hwacho huve hwavo nokusingagumi, kunyange narini narini.’
2 Kana kuti hamuzivi here kuti vatsvene vachatonga+ nyika?+ Zvino kana nyika ichizotongwa nemi, hamuna kukodzera kutonga nyaya dukuduku+ here?
6 Munhu ane mugove pakumuka kwokutanga anofara+ uye mutsvene;+ rufu rwechipiri+ haruna simba+ pana ivava, asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho ane chiuru.+