Joeri 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Tambanudzai jeko renyu,+ nokuti zvinokohwewa zvaibva.+ Uyai, burukai, nokuti chisviniro chewaini chazara.+ Zvisviniro zvinofashukira; nokuti kuipa kwavo kwawanda.+
13 “Tambanudzai jeko renyu,+ nokuti zvinokohwewa zvaibva.+ Uyai, burukai, nokuti chisviniro chewaini chazara.+ Zvisviniro zvinofashukira; nokuti kuipa kwavo kwawanda.+