Mateu 5:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Saizvozvowo chiedza chenyu+ ngachivheneke pamberi pevanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka+ uye vakudze+ Baba venyu vari kumatenga. VaFiripi 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 kuti muve vasina chavanopomerwa+ nevasina mhosva, vana+ vaMwari vasina gwapa pakati pechizvarwa chisina kururama,+ chakamonyana, chamuri kupenya pakati pacho sezvinhu zvinovheneka munyika,+
16 Saizvozvowo chiedza chenyu+ ngachivheneke pamberi pevanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka+ uye vakudze+ Baba venyu vari kumatenga.
15 kuti muve vasina chavanopomerwa+ nevasina mhosva, vana+ vaMwari vasina gwapa pakati pechizvarwa chisina kururama,+ chakamonyana, chamuri kupenya pakati pacho sezvinhu zvinovheneka munyika,+