Eksodho 15:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Panguva iyoyo Mosesi nevanakomana vaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu, vachiti:+ “Regai ndiimbire Jehovha, nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.+ Dheuteronomi 31:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Zvino Mosesi akataura mashoko orwiyo urwu ungano yose yaIsraeri ichizvinzwa kusvikira apera:+ VaHebheru 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Somushandi,+ Mosesi akanga akatendeka muimba yose yaIyeye kuti zvive uchapupu hwezvinhu zvaizotaurwa pashure,+
15 Panguva iyoyo Mosesi nevanakomana vaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu, vachiti:+ “Regai ndiimbire Jehovha, nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.+
5 Somushandi,+ Mosesi akanga akatendeka muimba yose yaIyeye kuti zvive uchapupu hwezvinhu zvaizotaurwa pashure,+