Johani 1:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+ Mabasa 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Chokwadi, Mosesi akati, ‘Jehovha Mwari achakumutsirai muprofita akaita seni anobva pakati pehama dzenyu.+ Munofanira kumuteerera maererano nezvinhu zvose zvaanotaura kwamuri.+ VaHebheru 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 sezvaanoti: “Ndichazivisa hama dzangu zita renyu; ndichakurumbidzai nenziyo ndiri pakati peungano.”+
29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+
22 Chokwadi, Mosesi akati, ‘Jehovha Mwari achakumutsirai muprofita akaita seni anobva pakati pehama dzenyu.+ Munofanira kumuteerera maererano nezvinhu zvose zvaanotaura kwamuri.+
12 sezvaanoti: “Ndichazivisa hama dzangu zita renyu; ndichakurumbidzai nenziyo ndiri pakati peungano.”+