Eksodho 15:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+ Pisarema 92:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mabasa enyu makuru sei, haiwa Jehovha!+Kufunga kwenyu kwakadzama kwazvo.+ Pisarema 111:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mabasa aJehovha makuru,+ד [Daʹleth]Anotsvakwa navose vaya vanoafarira.+ Pisarema 139:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndichakurumbidzai nokuti ndakaitwa nenzira inoshamisa, inotyisa.+Mabasa enyu anoshamisa,+Mweya wangu unonyatsozviziva.+
11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+
14 Ndichakurumbidzai nokuti ndakaitwa nenzira inoshamisa, inotyisa.+Mabasa enyu anoshamisa,+Mweya wangu unonyatsozviziva.+