Jeremiya 10:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi chokwadi Jehovha ndiMwari.+ Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo nokusingagumi.+ Nokuda kwehasha dzake pasi richazununguka,+ uye hapana marudzi achatsunga paanotsamwa.+ 1 Timoti 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino kuna Mambo asingagumi,+ asingaori,+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngakuve nokuremekedzwa nokukudzwa nokusingaperi-peri.+ Ameni.
10 Asi chokwadi Jehovha ndiMwari.+ Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo nokusingagumi.+ Nokuda kwehasha dzake pasi richazununguka,+ uye hapana marudzi achatsunga paanotsamwa.+
17 Zvino kuna Mambo asingagumi,+ asingaori,+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngakuve nokuremekedzwa nokukudzwa nokusingaperi-peri.+ Ameni.