Isaya 48:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Budai, muBhabhironi!+ Tizai vaKadheya.+ Zivisai nenzwi rokushevedzera kwokufara, itai kuti izvi zvinzwike.+ Zviendesei kumugumo wenyika.+ Itii: “Jehovha adzikinura mushumiri wake Jakobho.+ Isaya 52:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ibvai, ibvai, budai imomo,+ musabata chinhu chisina kuchena;+ budai pakati paro,+ rambai makachena, imi munotakura midziyo yaJehovha.+ Jeremiya 50:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Tizai muBhabhironi, budai munyika yevaKadheya,+ uye itai semhuka dzinotungamirira boka rezvipfuwo.+ Jeremiya 51:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 “Budai mariri, haiwa imi vanhu vangu,+ mumwe nomumwe ngaaponese mweya wake+ pakutsamwa kukuru kwaJehovha.+ Zekariya 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Nhai iwe Ziyoni!+ Tiza, iwe uri kugara nomwanasikana weBhabhironi.+
20 Budai, muBhabhironi!+ Tizai vaKadheya.+ Zivisai nenzwi rokushevedzera kwokufara, itai kuti izvi zvinzwike.+ Zviendesei kumugumo wenyika.+ Itii: “Jehovha adzikinura mushumiri wake Jakobho.+
11 Ibvai, ibvai, budai imomo,+ musabata chinhu chisina kuchena;+ budai pakati paro,+ rambai makachena, imi munotakura midziyo yaJehovha.+
8 “Tizai muBhabhironi, budai munyika yevaKadheya,+ uye itai semhuka dzinotungamirira boka rezvipfuwo.+
45 “Budai mariri, haiwa imi vanhu vangu,+ mumwe nomumwe ngaaponese mweya wake+ pakutsamwa kukuru kwaJehovha.+