Jeremiya 51:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Tizai muBhabhironi,+ mumwe nomumwe aponese mweya wake.+ Regai kuitwa zvinhu zvisina upenyu nokukanganisa kwaro.+ Nokuti inguva yokutsiva kwaJehovha.+ Iye ari kuritsiva nokuda kwezvarakaita.+ 2 VaKorinde 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “‘Naizvozvo ibvai pakati pavo, muzviparadzanise,’ anodaro Jehovha, ‘musabata chinhu chisina kuchena’”;+ “‘uye ini ndichakugamuchirai.’”+
6 “Tizai muBhabhironi,+ mumwe nomumwe aponese mweya wake.+ Regai kuitwa zvinhu zvisina upenyu nokukanganisa kwaro.+ Nokuti inguva yokutsiva kwaJehovha.+ Iye ari kuritsiva nokuda kwezvarakaita.+
17 “‘Naizvozvo ibvai pakati pavo, muzviparadzanise,’ anodaro Jehovha, ‘musabata chinhu chisina kuchena’”;+ “‘uye ini ndichakugamuchirai.’”+