VaHebheru 12:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 naJesu murevereri+ wesungano itsva,+ neropa rokusasa,+ rinotaura zviri nani kupfuura ropa raAbheri.+ 1 Petro 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 maererano nokufanoziva kwaMwari Baba,+ nokutsveneswa nomudzimu,+ kuti vateerere uye vasaswe+ ropa raJesu Kristu:+ Mutsa usina kukodzera kuwanwa norugare ngazviwedzerwe kwamuri.+
24 naJesu murevereri+ wesungano itsva,+ neropa rokusasa,+ rinotaura zviri nani kupfuura ropa raAbheri.+
2 maererano nokufanoziva kwaMwari Baba,+ nokutsveneswa nomudzimu,+ kuti vateerere uye vasaswe+ ropa raJesu Kristu:+ Mutsa usina kukodzera kuwanwa norugare ngazviwedzerwe kwamuri.+