Pisarema 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Uchaaputsa netsvimbo youmambo yesimbi,+Uchaaputsa-putsa somudziyo womuumbi.”+ Zvakazarurwa 2:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 rakafanana nerandakagamuchira kubva kuna Baba vangu, uye achafudza vanhu netsvimbo yesimbi+ zvokuti vachaputswa-putswa semidziyo yevhu,+ Zvakazarurwa 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Iye akasununguka mwanakomana,+ munhurume, achafudza marudzi ose netsvimbo yesimbi.+ Mwana wake akatorwa, akaendeswa kuna Mwari nokuchigaro chake choumambo.+
27 rakafanana nerandakagamuchira kubva kuna Baba vangu, uye achafudza vanhu netsvimbo yesimbi+ zvokuti vachaputswa-putswa semidziyo yevhu,+
5 Iye akasununguka mwanakomana,+ munhurume, achafudza marudzi ose netsvimbo yesimbi.+ Mwana wake akatorwa, akaendeswa kuna Mwari nokuchigaro chake choumambo.+