Zvakazarurwa 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chimwe chiratidzo chakaonekwa kudenga, uye, tarira! paiva nedhiragoni+ huru tsvuku, yakanga ine misoro minomwe nenyanga gumi uye pamisoro yayo pakanga paine korona nomwe;
3 Chimwe chiratidzo chakaonekwa kudenga, uye, tarira! paiva nedhiragoni+ huru tsvuku, yakanga ine misoro minomwe nenyanga gumi uye pamisoro yayo pakanga paine korona nomwe;