Genesisi 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino nyoka+ ndiyo yakanga yakachenjera+ kupfuura mhuka dzose dzomusango dzakanga dzaitwa naJehovha Mwari.+ Naizvozvo yakati kumukadzi:+ “Ichokwadi here kuti Mwari akati hamufaniri kudya miti yose yomumunda?”+
3 Zvino nyoka+ ndiyo yakanga yakachenjera+ kupfuura mhuka dzose dzomusango dzakanga dzaitwa naJehovha Mwari.+ Naizvozvo yakati kumukadzi:+ “Ichokwadi here kuti Mwari akati hamufaniri kudya miti yose yomumunda?”+