Mateu 25:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Zvino ava vachaenda mukugurwa kusingaperi,+ asi vakarurama muupenyu husingaperi.”+ Zvakazarurwa 20:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Gungwa rakabudisa vaya vakafa vakanga vari mariri, uye rufu neHadhesi zvakabudisa vakafa+ vakanga vari mazviri, uye vakatongwa mumwe nomumwe maererano nemabasa ake.+
13 Gungwa rakabudisa vaya vakafa vakanga vari mariri, uye rufu neHadhesi zvakabudisa vakafa+ vakanga vari mazviri, uye vakatongwa mumwe nomumwe maererano nemabasa ake.+