VaRoma 8:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Ndiani achatiparadzanisa norudo rwaKristu?+ Kutambura kana nhamo kana kutambudzwa kana nzara kana kushaya zvokupfeka kana ngozi kana bakatwa+ here? VaHebheru 10:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 dzimwe nguva pamaiiswa pachena sepanzvimbo yemitambo+ muchizvidzwa nokutambudzwa, uye dzimwe nguva pamakagoverana nevaya vakanga vachiitirwa zvinhu zvakadaro.+
35 Ndiani achatiparadzanisa norudo rwaKristu?+ Kutambura kana nhamo kana kutambudzwa kana nzara kana kushaya zvokupfeka kana ngozi kana bakatwa+ here?
33 dzimwe nguva pamaiiswa pachena sepanzvimbo yemitambo+ muchizvidzwa nokutambudzwa, uye dzimwe nguva pamakagoverana nevaya vakanga vachiitirwa zvinhu zvakadaro.+