RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 9:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Nekuti taberekerwa mwana,+

      Tapiwa mwanakomana;

      Uye utongi huchava* papfudzi rake.+

      Zita rake richanzi Chipangamazano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi, Muchinda weRugare.

  • Ezekieri 21:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Dongo, dongo, ndichaita umambo hwacho* dongo. Hapana achava muridzi wahwo kusvikira ane kodzero yepamutemo asvika,+ uye ndiye wandichapa.’+

  • Ruka 1:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana weWekumusorosoro,+ uye Jehovha* Mwari achamupa chigaro cheumambo chababa vake Dhavhidhi,+

  • VaHebheru 7:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Nekuti zviri pachena kuti Ishe wedu akabva kudzinza raJudha,+ asi Mozisi haana kumbotaura kuti paizova nevapristi vanobva kudzinza iroro.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe