Pisarema 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndikumbire, uye ndichakupa marudzi kuti ave nhaka yakoUye migumo yenyika kuti ive yako.+ Isaya 11:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Pazuva iroro mudzi waJese+ uchamira sechiratidzo* kumarudzi.+ Marudzi achaenda kwaari kuti atungamirirwe,*+Uye nzvimbo yake yekuzororera ichakudzwa. Mateu 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 ‘Uye iwe, Bhetrehema iri munyika yeJudha, haufaniri kuonekwa seguta risingakoshi pane vamwe vatungamiriri veJudha, nekuti mauri muchabuda mutungamiriri, achafudza vanhu vangu vaIsraeri.’”+
10 Pazuva iroro mudzi waJese+ uchamira sechiratidzo* kumarudzi.+ Marudzi achaenda kwaari kuti atungamirirwe,*+Uye nzvimbo yake yekuzororera ichakudzwa.
6 ‘Uye iwe, Bhetrehema iri munyika yeJudha, haufaniri kuonekwa seguta risingakoshi pane vamwe vatungamiriri veJudha, nekuti mauri muchabuda mutungamiriri, achafudza vanhu vangu vaIsraeri.’”+