RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 20:15, 16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Pazuva iroro, vaBhenjamini vakaunganidza varume 26 000 vaiva nemapakatwa kubva mumaguta avo, tisingabatanidzi varume 700 vemuGibhiya vaiva shasha dzekurwa. 16 Muuto iri maiva nevarume 700 vaiva shasha dzekurwa vaishandisa ruboshwe. Mumwe nemumwe wevarume ava aikwanisa kupotsera dombo nechipfuramabwe zvekugona kurova kabvudzi kamwe chete uye aisapotsa.

  • 1 Samueri 9:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 “Mangwana panenge panguva ino, ndichakutumira murume anobva kunyika yaBhenjamini.+ Unofanira kumuzodza kuti ave mutungamiriri wevanhu vangu vaIsraeri,+ uye achaponesa vanhu vangu paruoko rwevaFiristiya. Nekuti ndaona kutambudzika kwevanhu vangu, uye ndanzwa kuchema kwavo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe