Esteri 2:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Kwaiva nemumwe murume wechiJudha aiva munhare yeShushani+ ainzi Modhekai+ mwanakomana waJairi mwanakomana waShimei mwanakomana waKishi, muBhenjamini,+ Esteri 8:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka Mambo Ahashivheroshi akati kuna Mambokadzi Esteri naModhekai muJudha: “Onai! Ndapa Esteri+ imba yaHamani, uye ndaita kuti iye aturikwe padanda+ nemhaka yezano rake rekuda kurwisa vaJudha.*
5 Kwaiva nemumwe murume wechiJudha aiva munhare yeShushani+ ainzi Modhekai+ mwanakomana waJairi mwanakomana waShimei mwanakomana waKishi, muBhenjamini,+
7 Saka Mambo Ahashivheroshi akati kuna Mambokadzi Esteri naModhekai muJudha: “Onai! Ndapa Esteri+ imba yaHamani, uye ndaita kuti iye aturikwe padanda+ nemhaka yezano rake rekuda kurwisa vaJudha.*