Genesisi 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.
7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.