Genesisi 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Mwari akabva ati: “Zvinovheneka+ ngazvive munzvimbo huru yekudenga kuti zviparadzanise masikati neusiku,+ uye zvichashanda sezviratidzo zvekuziva nazvo mwaka, mazuva, nemakore.+ Pisarema 74:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Makaisa miganhu yese yenyika;+Makaita kuti kuve nezhizha nechando.+ Muparidzi 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Chimwe chizvarwa chinoenda, uye chimwe chizvarwa chinouya,Asi nyika inoramba iripo* nekusingaperi.+
14 Mwari akabva ati: “Zvinovheneka+ ngazvive munzvimbo huru yekudenga kuti zviparadzanise masikati neusiku,+ uye zvichashanda sezviratidzo zvekuziva nazvo mwaka, mazuva, nemakore.+
4 Chimwe chizvarwa chinoenda, uye chimwe chizvarwa chinouya,Asi nyika inoramba iripo* nekusingaperi.+