Genesisi 10:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka muganhu wevaKenani waitangira kuSidhoni kusvika kuGerari,+ pedyo neGaza,+ uchinobata kuSodhomu, Gomora,+ Adma, neZebhoimu,+ pedyo neRasha.
19 Saka muganhu wevaKenani waitangira kuSidhoni kusvika kuGerari,+ pedyo neGaza,+ uchinobata kuSodhomu, Gomora,+ Adma, neZebhoimu,+ pedyo neRasha.