RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 12:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Saka Abramu akaenda sezvaakanga audzwa naJehovha, uye Roti akaenda naye. Abramu akanga ava nemakore 75 paakabva muHarani.+

  • Genesisi 27:42, 43
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 42 Ribheka paakaudzwa mashoko aIsau mwanakomana wake mukuru, akabva atumira shoko kuti Jakobho mwanakomana wake mudiki auye, akati kwaari: “Inzwa! Isau mukoma wako ari kuda kukuuraya kuti atsive zvawakamuita.* 43 Saka chiita zvandiri kutaura mwanangu. Simuka utizire kuna Rabhani hanzvadzi yangu kuHarani.+

  • Mabasa 7:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Stefani akapindura kuti: “Varume, hama, navanababa, teererai. Mwari wekubwinya akazviratidza kuna tateguru wedu Abrahamu paakanga ari kuMesopotamiya, asati ava kugara kuHarani,+

  • Mabasa 7:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Akabva abuda munyika yevaKadheya, akanogara kuHarani. Baba vake pavakafa,+ Mwari akaita kuti abve ikoko auye kuzogara munyika ino yamava kugara.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe