Joshua 24:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “‘Nekufamba kwenguva, ndakatora tateguru wenyu Abrahamu+ mhiri kweRwizi,* ndikamufambisa munyika yese yeKenani, ndikaita kuti vana* vake vawande.+ Ndakamupa Isaka;+ Mabasa 7:3, 4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 uye akati kwaari: ‘Buda munyika yako usiye hama dzako, uende kunyika yandichakuratidza.’+ 4 Akabva abuda munyika yevaKadheya, akanogara kuHarani. Baba vake pavakafa,+ Mwari akaita kuti abve ikoko auye kuzogara munyika ino yamava kugara.+
3 “‘Nekufamba kwenguva, ndakatora tateguru wenyu Abrahamu+ mhiri kweRwizi,* ndikamufambisa munyika yese yeKenani, ndikaita kuti vana* vake vawande.+ Ndakamupa Isaka;+
3 uye akati kwaari: ‘Buda munyika yako usiye hama dzako, uende kunyika yandichakuratidza.’+ 4 Akabva abuda munyika yevaKadheya, akanogara kuHarani. Baba vake pavakafa,+ Mwari akaita kuti abve ikoko auye kuzogara munyika ino yamava kugara.+