RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 28:16-19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Jakobho akabva apepuka akati: “Chokwadi Jehovha ari munzvimbo ino, asi ndanga ndisina kuzviziva.” 17 Akatya akabva awedzera kuti: “Nzvimbo ino inoshamisa chaizvo! Iyi inofanira kunge iri imba yaMwari chete,+ uye iri ndiro gedhi rekudenga.”+ 18 Saka Jakobho akafumomuka, akatora dombo raakanga akatsamira, akarimisa semucherechedzo, akadira mafuta pamusoro paro.+ 19 Akabva atumidza nzvimbo iyoyo kuti Bheteri,* asi guta racho raimbonzi Ruzi.+

  • Genesisi 31:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Ndini Mwari wechokwadi wekuBheteri,+ kwawakazodza dombo kuti rive mucherechedzo uye kwawakaita mhiko kwandiri.+ Chisimuka, ubude munyika ino, udzokere kunyika yawakaberekerwa.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe