-
Genesisi 35:2, 3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Jakobho akabva ati kumhuri yake nekuvanhu vese vaaiva navo: “Rasai vanamwari vekune dzimwe nyika vari pakati penyu,+ muzvichenese uye muchinje zvipfeko zvenyu, 3 uye ngatisimukei tiende kuBheteri. Ikoko ndichanogadzirira Mwari wechokwadi atari, uyo akandipindura pazuva rekutambudzika kwangu uye anga aineni kwese kwandanga ndichienda.”+
-