Isaya 45:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Nekuti zvanzi naJehovha,Musiki wedenga,+ Mwari wechokwadi,Muumbi wenyika, Muiti wayo, iye akaisimbisa kwazvo,+Asina kungoisikira pasina,* asi akaiumba kuti igarwe:+ “Ndini Jehovha, hakuna mumwe.
18 Nekuti zvanzi naJehovha,Musiki wedenga,+ Mwari wechokwadi,Muumbi wenyika, Muiti wayo, iye akaisimbisa kwazvo,+Asina kungoisikira pasina,* asi akaiumba kuti igarwe:+ “Ndini Jehovha, hakuna mumwe.