Genesisi 12:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Abramu akatora Sarai+ mudzimai wake naRoti mwana wemukoma wake+ nezvinhu zvese zvavakanga vava nazvo pamwe nevanhu vavakanga vawana+ muHarani,* vakapinda munzira vakananga kunyika yeKenani.+ Pavakasvika kunyika yeKenani,
5 Abramu akatora Sarai+ mudzimai wake naRoti mwana wemukoma wake+ nezvinhu zvese zvavakanga vava nazvo pamwe nevanhu vavakanga vawana+ muHarani,* vakapinda munzira vakananga kunyika yeKenani.+ Pavakasvika kunyika yeKenani,