-
Genesisi 24:2, 3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Abrahamu akati kumuranda wake, mukuru weimba yake, aichengeta zvinhu zvake zvese:+ “Ndinokumbira kuti uise ruoko rwako pasi pechidya changu, 3 uye ndichaita kuti upike naJehovha, Mwari wedenga uye Mwari wenyika, kuti hauzotsvagiri mwanakomana wangu mudzimai pavanasikana vevaKenani, vandiri kugara pakati pavo.+
-