RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 15:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Pashure peizvi, Jehovha akataura naAbramu muchiratidzo, achiti: “Abramu, usatya.+ Ndiri nhoo yako.+ Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.”+

  • Genesisi 15:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Akabva abuda naye panze akati: “Ndinokumbira kuti utarise kumusoro kudenga uverenge nyeredzi, kana uchikwanisa kudziverenga.” Akabva ati kwaari: “Ndizvo zvichaita vana* vako.”+

  • VaHebheru 11:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Saka munhu mumwe chete aiita seafa+ akabereka vana+ vakawanda senyeredzi dzekudenga uye vasingaverengeki sejecha repamahombekombe egungwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe