Genesisi 31:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Rabhani akanga aenda kunoveura makwai ake, Rakeri akabva aba zvidhori+ zvababa* vake.+ Dheuteronomi 5:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Usambova nevamwe vanamwari kunze kwangu.+ Joshua 23:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 nekusambodyidzana nemarudzi+ akasara pakati penyu. Hamufaniri kutombotaura mazita avanamwari vawo+ kana kupika nawo, uye hamutombofaniri kuvashumira kana kuvakotamira.+ 1 VaKorinde 10:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka vadiwa vangu, tizai kunamata zvidhori.+
7 nekusambodyidzana nemarudzi+ akasara pakati penyu. Hamufaniri kutombotaura mazita avanamwari vawo+ kana kupika nawo, uye hamutombofaniri kuvashumira kana kuvakotamira.+