Genesisi 28:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye akatarisa akaona Jehovha akamira pamusoro pawo, achibva ati: “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichapa iwe nemwana*+ wako nyika yaurere pairi. Genesisi 28:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ndinewe, uye ndichakuchengetedza kwese kwaunoenda, uye ndichakudzosa kunyika ino.+ Handisi kuzokusiya kusvikira ndaita zvandakuvimbisa.”+ Genesisi 31:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Dai Mwari wababa vangu,+ Mwari waAbrahamu uye Mwari anotyiwa naIsaka,+ akanga asiri kurutivi rwangu, mungadai mandiendesa ndiri maoko. Mwari akaona kutambudzika kwangu nekufondoka kwandaiita, ndokusaka akakuyambirai usiku hwapfuura.”+
13 Uye akatarisa akaona Jehovha akamira pamusoro pawo, achibva ati: “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichapa iwe nemwana*+ wako nyika yaurere pairi.
15 Ndinewe, uye ndichakuchengetedza kwese kwaunoenda, uye ndichakudzosa kunyika ino.+ Handisi kuzokusiya kusvikira ndaita zvandakuvimbisa.”+
42 Dai Mwari wababa vangu,+ Mwari waAbrahamu uye Mwari anotyiwa naIsaka,+ akanga asiri kurutivi rwangu, mungadai mandiendesa ndiri maoko. Mwari akaona kutambudzika kwangu nekufondoka kwandaiita, ndokusaka akakuyambirai usiku hwapfuura.”+