Eksodho 9:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 ruoko rwaJehovha+ ruchauya pazvipfuwo zvako zviri kumafuro. Denda rinoparadza+ richava pamabhiza, pamadhongi, pangamera, pamombe nepamakwai. Eksodho 11:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Pasara dambudziko rimwe chete randiri kuda kuunza pana Farao nepaIjipiti. Kana ndariunza achakuregai muchienda.+ Paachakuregai muchienda, achaita zvekukudzingai chaizvo.+ Eksodho 12:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Kuzoti pava pakati peusiku, Jehovha akarova matangwe ese aiva munyika yeIjipiti,+ kubvira kudangwe raFarao uyo akanga akagara pachigaro chake cheumambo kusvikira kudangwe renhapwa yaiva mujeri,* nematangwe ese emhuka.+ Eksodho 12:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Akabva angoshevedza Mozisi naAroni+ usiku ihwohwo, akati: “Simukai mubve pakati pevanhu vangu, mese nevamwe vaIsraeri. Endai munoshumira Jehovha sezvamakataura.+
3 ruoko rwaJehovha+ ruchauya pazvipfuwo zvako zviri kumafuro. Denda rinoparadza+ richava pamabhiza, pamadhongi, pangamera, pamombe nepamakwai.
11 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Pasara dambudziko rimwe chete randiri kuda kuunza pana Farao nepaIjipiti. Kana ndariunza achakuregai muchienda.+ Paachakuregai muchienda, achaita zvekukudzingai chaizvo.+
29 Kuzoti pava pakati peusiku, Jehovha akarova matangwe ese aiva munyika yeIjipiti,+ kubvira kudangwe raFarao uyo akanga akagara pachigaro chake cheumambo kusvikira kudangwe renhapwa yaiva mujeri,* nematangwe ese emhuka.+
31 Akabva angoshevedza Mozisi naAroni+ usiku ihwohwo, akati: “Simukai mubve pakati pevanhu vangu, mese nevamwe vaIsraeri. Endai munoshumira Jehovha sezvamakataura.+