-
Genesisi 28:16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 Jakobho akabva apepuka akati: “Chokwadi Jehovha ari munzvimbo ino, asi ndanga ndisina kuzviziva.”