Pisarema 83:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Vanhu ngavazive kuti imi, mune zita rekuti Jehovha,+Imi mega ndimi Wekumusorosoro, kumusoro kwenyika yese.+ Ruka 11:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Saka akati kwavari: “Pese pamunonyengetera, itii: ‘Baba, zita renyu ngaritsveneswe.*+ Umambo hwenyu ngahuuye.+ Johani 12:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Baba, kudzai zita renyu.” Inzwi+ rakabva rabva kudenga rikati: “Ndakarikudza uye ndicharikudzazve.”+ Mabasa 15:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Simiyone+ anyatsorondedzera matangiro akaita Mwari kufunga mamwe marudzi kuti atore vanhu vezita rake pakati pawo.+ Zvakazarurwa 15:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
18 Vanhu ngavazive kuti imi, mune zita rekuti Jehovha,+Imi mega ndimi Wekumusorosoro, kumusoro kwenyika yese.+
2 Saka akati kwavari: “Pese pamunonyengetera, itii: ‘Baba, zita renyu ngaritsveneswe.*+ Umambo hwenyu ngahuuye.+
28 Baba, kudzai zita renyu.” Inzwi+ rakabva rabva kudenga rikati: “Ndakarikudza uye ndicharikudzazve.”+
14 Simiyone+ anyatsorondedzera matangiro akaita Mwari kufunga mamwe marudzi kuti atore vanhu vezita rake pakati pawo.+
3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+