Eksodho 9:31, 32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Furakisi* nebhari zvakanga zvarohwa, nekuti bhari yakanga yatumbuka uye furakisi yakanga yava kutanga kutumbuka. 32 Asi gorosi nesipereti* zvakanga zvisina kurohwa, nekuti zvakanga zvichiri kure kuti zviibve.*
31 Furakisi* nebhari zvakanga zvarohwa, nekuti bhari yakanga yatumbuka uye furakisi yakanga yava kutanga kutumbuka. 32 Asi gorosi nesipereti* zvakanga zvisina kurohwa, nekuti zvakanga zvichiri kure kuti zviibve.*