Dheuteronomi 11:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Hapana achamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vese venyika yese yamuchafamba vavhunduke uye vakutyei+, sezvaakakupikirai.
25 Hapana achamirisana nemi.+ Jehovha Mwari wenyu achaita kuti vanhu vese venyika yese yamuchafamba vavhunduke uye vakutyei+, sezvaakakupikirai.