Revhitiko 11:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 Nekuti ndini Jehovha Mwari wenyu,+ uye munofanira kuzvitsaura mova vatsvene,+ nekuti ini ndiri mutsvene.+ Saka hamufaniri kuzvisvibisa nezvisikwa chero zvipi zvazvo zvinofamba panyika zvakawanda. Dheuteronomi 7:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti imi muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha Mwari wenyu akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+ 1 Petro 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi imi muri “rudzi rwakasarudzwa, vapristi uye madzimambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake vaanokoshesa,+ kuti muzivise kwese kwese kunaka kukuru”*+ kwaiye akakudanai kubva murima, akakupinzai muchiedza chake chinoshamisa.+ Zvakazarurwa 5:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Vanoimba rwiyo rutsva,+ vachiti: “Makakodzera kutora gwaro nekubvisa zvisimbiso zvaro, nekuti makaurayiwa uye neropa renyu makatengera Mwari vanhu+ vemadzinza ese nemitauro nemarudzi,+ 10 uye makaita kuti vave umambo+ nevapristi kuna Mwari wedu.+ Ivo vachatonga semadzimambo+ pamusoro penyika.”
44 Nekuti ndini Jehovha Mwari wenyu,+ uye munofanira kuzvitsaura mova vatsvene,+ nekuti ini ndiri mutsvene.+ Saka hamufaniri kuzvisvibisa nezvisikwa chero zvipi zvazvo zvinofamba panyika zvakawanda.
6 Nekuti imi muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha Mwari wenyu akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+
9 Asi imi muri “rudzi rwakasarudzwa, vapristi uye madzimambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake vaanokoshesa,+ kuti muzivise kwese kwese kunaka kukuru”*+ kwaiye akakudanai kubva murima, akakupinzai muchiedza chake chinoshamisa.+
9 Vanoimba rwiyo rutsva,+ vachiti: “Makakodzera kutora gwaro nekubvisa zvisimbiso zvaro, nekuti makaurayiwa uye neropa renyu makatengera Mwari vanhu+ vemadzinza ese nemitauro nemarudzi,+ 10 uye makaita kuti vave umambo+ nevapristi kuna Mwari wedu.+ Ivo vachatonga semadzimambo+ pamusoro penyika.”